When the youth have no jobs, hospitals have no medication, schools have no books, roads are potholed, homes have no clean drinking water, factories are dead, pensions have been stolen, civil servants earning peanuts, the whole country has no cancer machine. What do you expect?
@daddyhope Ini ndochema ne ZEC uyo mamwe mapazi ane masimba enyika nokuti ZEC harisi kunoita sarudzo dzakachena vatanga ma becozs nemarestrictions kumapolitocal part agents .Vamwe vachauya nema premarked barrot muhomwe check my words
@daddyhope Marangwanda achamutswa na Nero
@daddyhope so i have a question, kana vachinzwa zvese izvi ivo varikuomesa havanyare here? zvakanaka pai kuti iwe iri wega urikudya vamwe vachifa nenzara? Tese tirikutambura muno saka chofadza chii muchidya mega vamwe vachishaya?
@daddyhope Thanks Mukoma Hope . We need to educate our people.
@daddyhope We all need this boy to change things positively, mnakwana zvaramba woye kkkkkkk